About Me

I am many things. This blog however is going to be about my Shona stuff. Most of it poetry but I hope to accumulate a variety of written material in Shona on a range of subject.

There is generally a paucity of reading material in Shona and other African languages. Unless we creat it the languages are under threat. I applaude the work of Temba Dlodlo who has been battling for years to interest people in the development of scientific terminology for Ndebele and other Nguni languages.

I will let the material speak for itself.

4 Responses to “About Me”

  1. Masimba Musodza Says:

    Zvino fadza sei kuona kuti takawanda tiri mubishi rekusimudzira mutauro wedu!! Ndaimbofunga kuti ndini chete.

    Tikariita takawanda, shanduko inouya chimbi-chimbi. Naro basa, vakomana nevasikana!!

  2. faraitose Says:

    Takawanda. Ndino ziva kuti pane mumwe akamboda kutanga wikipaedia muChiShona nekuita Google bhurauza muChiShona.

    Ndine tariro yekuti pangaita magazini paindaneti yakaita seMunyori ichi sanganisa mitauro yemuZimbabwe yese, zvinganake chaizvo.

    Temba Dlodlo arikukwikwidzana neChiNdevere achi ongorora kuti fizikisi inga tichwe sei muChiNdevere. Ari kuzama. Kunawo Norman Nyazema ku SA ari kuedzawo kuita zvimwechete neChiShona. Ndiye akatanga nepfungwa yekuti kuve neDuramazwi reUtano. Pane Link iri paBlog pangu iri kumagazini yeku UCT kokorodza vanhu muAfrica vari kutsvanga nzira dzekuti mitauro yemuAfrica isevenzeswe zvakanyanya mufundo nemuzvimwewo muhupenyu zvinowanzosevenzesa mitauro yekuvaRungu se Ingirishi kana Furenchi.

    Zvinotoda kuti vanhu vakokorodzane vataure pamwechete.

    Waita hako.
    Farai

  3. Mabwe Says:

    http://sn.wikipedia.org/wiki/Kupimanzvimbo

    Check this out on Shona Wikipedia. You can go via Google and type in “Kupimanzvimbo” – it is about Geometry in Shona

    • faraitose Says:

      Thank you so much for the reference. Ndazofara. Zvabva zvapindirana ne duramazwi / durazivo randanga ndichi unganidza remazwi eUtano. Farai

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s


%d bloggers like this: