Madokera

misoro midungwe-rungwe
kumanyura zuva
iringova siruweta
yemakomo ekumadokera
denga richa baka

bvudzi mufushwa wenyemba
pano warira mumvuri wenyika
mutswi uchibhedenuka
kutsvuku kumupendero
ruvara denga panhongony”a
mabvira zuva usvisvi
huno penya hove
dziri kutamba mudziva.

matenhera inguva
yekuvhunura zuva
nekushonga rima
nekugaririra zvichauya

Farai Madzimbamuto
Nyamavhuvhu 2009

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s


%d bloggers like this: