Wonekano naIsidore Pazvakavambwa

 

 

pazvakavambwa, watambarara shamwari

ko, zvawafamba wega, mwana waMwari

chokwadi zvaguma here,  wasiira ani

ndima yako . Ko kapadza kako, mupini

hakachina  anobata. Watisiya hama tashama

 

dai ndaiziva chakakuroya, hama

chakakubaya chatibaya pahana

chatyokera munyika, hapachina  kutana

hausiwega munzira, tichabatana

nemabasa ako haurovi ; watisiya kudai takashama.

 

tasvimha tose tose, kufunga iwe

kufunga vana, vako nevedu mwachewe

tinokuwana kupi kana worwadza mwoyo

zvawava nyikadzimu, waenda kumweya.

 

Farai Madzimbamuto

Jan 2009

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s


%d bloggers like this: