zita

zita rako chipo
tatenda takupihwa
tino kugadza tariro
.
ndiwe yeudzai, ndiwe yemurai
zita rako kukumbira
zita rako munamato

muzita rako mwanangu
mumbereko, muzai rine bereko
.
zvichauya haana ndoziva
asi mukufungira, aiwa tinarwo
nguva-isina-zita inotoda hakata
nekuti inguva yaitwa dzvanga
ine mbonje ina mazviita
muzita rayo, tinozvireva
.
saka une zita mwanangu
tigokureva, nenguva yako.

.
Farai Madzimbamuto
June 2009

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s


%d bloggers like this: