zuva rino buda

zuva rino buda ndiro rino wira

madokera richitipa rima tiri panzira

chadzera chaitionesa kwekutungira

chava mumafuko emharadzano

.

taiti tichakuudzai, zvamunoziva

muchiti ‘ubaba, ndakahuda ndega’

kuita kwenyu, ndekwevashoma

makasiya mumvuri unowira

vakawanda, vasingazive paunobva

mibvunzo yokwasha mhinduro

.

upenyu idariro chokwadi, ngoma

ika nyarara, vanhu vongo mira mira

kutarisana kuchingamidzana kwevanoonana

tasara nemufananidzo unoringa, usingaone.

.

Farai Madzimbamuto

June 2009

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s


%d bloggers like this: