Kuyeuka

Kumbuka

 

Hapana chako na changu, hivi vyote ni shirika

Mimi wako wewe wangu, kipi cha kugawanyika?

Kuungana walimwengu, ni neon lenye mwafaka,

Linapendeza kwa Mungu, pamoja na malaika.

Kukwambia nenda zangu, sithubutu kutamka,

Na kadhalika mwenzangu, sidhani hilo wataka,

‘Hutaki’ lina uchungu, na kwangu ni kadhalika.

Dunia ina mizungu, nikwambiayo kumbika.

 Shabaan Robert

 

 

Kuyeuka

Hapana chako kana changu, izvi zvose zvino goveka

Ndiri wako iwe uri wangu, pane chii chinga govanika?

Kuungana tose chido changu, zvinotoda kuti zvitoitika

Mumaziso aMwari wangu, pamwe nengirozi dzake

Ndokuyambira nzendo dzangu, ndototya kuzvireva inika

Kana iwe mumwe wangu, hazvisizvo zvaungada naka

Ndikati ‘kwete’ unonzwa shungu, kana neni igodo radzika

Pasi rine mapingu, ndino kuyambira, yeuka.

 

Yaka turikirwa kuisa muchiShona na FD Madzimbamuto

 

 

 

3 Responses to “Kuyeuka”

  1. Yemurai Mangwendeza Says:

    the translation here is not quite correct – I think it messes with the meaning of this poem quite a bit.
    Kugawanyika = able to be divided, pulled apart = hapana chingati paradzanisa (in this context), etc

    • faraitose Says:

      Thank you for the comment. Apologies for the delayed reply.
      I wish you could have said more. What do you think the poems means and how is its meaning changed.
      you suggest ‘kuparadzanisa’ a better translation of ‘kugawanyika’ than ‘goveka’.
      This hardly changes the meaning, it may change the image.
      ‘kuparadzanisa’ is a weak image.

      Farai

  2. Yemu Says:

    It’s a good translation and I’m happy to find someone who speaks and writes in Shona AND Kiswahili🙂
    Just to add a bit more as you asked:

    “Linapendeza kwa Mungu, pamoja na malaika” I would translate to “Zvinodadisa Mwari ne ngirozi dzake”

    I haven’t studied Kiswahili poetry yet so I still have a lot to learn!

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s


%d bloggers like this: