Rudo rwedu Vaviri
Pendo letu la wawili
Pendo letu la wawili
ni pendo lenye thamani.
Tunapendana kikweli
tumelishana yamini.
Nyoyo hatuzibadili
Mnayosema semeni-.
Wameshindwa watu kweli
wazazi wa majumbani
wenye kutowa ukali
na radhi za midomoni
itakuwa watu mbali,
mtafanya jambo gani?
Tukutanapo wawili
huhisi tuko peponi.
Yeyote hatumjali
kwani la ajabu nini?
Sisi sio wa awali
wameanza wa zamani.
Mfanyayo si halali
fitina zenu wacheni.
Mapenzi yakitudhili
kwenu ni faida gani?
Hamuoni zetu hali
hebu tuhurumieni.
anon
Rudo rwedu tiri vaviri
Rudo rwedu tiri vaviri
rudo rwaka koshesa
tino danana zvazviri
taka tsidzirana pachedu
mwoyo yedu haiite paviri
kana mukatii nezvedu.
Vese vatitadza pavari
mumba vakuru vedu
inotova inovapisa ukari
nyemwe pamuromo tsvedu
vavakuva vanhu vekure
imi muchadii nezvedu?
Patino onana tiri vaviri
tenge tiri kudenga zvedu.
Vanhu vose irima kwatiri
chii chinga shamisa chedu?
Hatisisu kwete vabviri,
kare tange vakuru vedu.
Maitiro enyu haafaniri
tisiyei nenyaya dzedu.
Rudo rukati nyadzi patiri
munowanei panhamo yedu?
hamuoni zvinonzwa muviri
tinzwireiwo, tapota hedu.
Yakaturikirwa kuva MuChiShona na FD Madzimbamuto
Leave a Reply