Runako

 

Uzuri

 

Uzuri wa uso mwema,

Unavuta vitu vyote,

Vya macho ya kutazama,

Unapopita po pote,

Walakini kwa kupima uzuri wa tabia bora.

 

Uzuri kupita huu,

Katika hii dunia,

Nawapa msisahau,

Ni uzuri wa tabia,

Ni johari ya heshima duniani kila mara.

 

Tazama! Dunia nzima,

Huendeshwa na tabia,

Kama tabia si njema,

Si ajabu kupotea

Kitu kilicho adhama ni tibia na busara.

 

Kwa kutengeza tabia,

Rai yangu na fikira,

Vyuo katika dunia

Vingekuwa na tijara,

Kwa kuwa nayo daima sera na tabia bora.

 

 

Shabaan Robert

 

 

Runako 

 

Runako rweuso hwema

Huno kwezva zvose

Zvine maziso anoona

Parunopota napo pose

Asi pakupima runako, rwehunhu rwukuru.

 

Runako runopinda zvose

Pasi ne denga, nezvaro dunhu

Ndino kupa ubatisise

Runako nderwehunhu

Ruremekedzo ndirwo rwega ngara pasi pose.

 

Tarisa! Uone pasi rose

Muendeswa hwehunhu

Ukaita hunhu dera chose

Unoto rasika mudunhu

Imhanza kuita hunhu ne njere pavanhu vose.

 

Pakutaura nezve hunhu

Pfungwa yangu ne vimbiso

Inoti nzvimbo dzedzidzo

Dzingato batsira vanhu

Dzikasimbisa kururama netsika zvikuru.

 

Yakaturikwa kuva muChiShona  na FD Madzimbamuto

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s


%d bloggers like this: